subs _263 retweeted
Tsamba yaMashari kuvaTuwitiya
Chapter 8 vs 1-5
The Parable of the Maize 😭
¹VaFollowi vake ndokuti , nhai mudzidzisi tichaziva sei kuti yobheuka ? ²Iye akati kwavari , tarirai nemazuva iwawo vanakomana vevanhu vachaita zhara yokudya zvese zvese . ³Ipapo vachapinda muminda kuti vatemhe mabagwe , ⁴asi nenguva idzi muvengi achange akamira nehwamanda yake kuti azivise ruzhinji . ⁵Kana izvi zvoitika ,zivai kuti kubheuka kwayo kwave pedyo.
























