Chamuhwande hwande retweeted
Unenge uchitozvifambira wakavarairwa zvako wobva wabatanidza nyaya yawakanyeperwa 2 years ago.
Was watching ma interviews echi baba ichi and I realized kuti chibaba chitone Wisdom ichi angori ma funnies chete anozochi kurira
6
98
Chamuhwande hwande retweeted
Hi econet asi pane abata bata macomputers enyu akaisa Manumber asiri iwo?
Chamuhwande hwande retweeted
Saka kana munhu atenga kasuzuki alto tinomuti makorokoto emota here kana kuti congrats bro on your new toy
I think the biggest asset rakasirwa these guys i bag re evidence nema secrets anokwadza vakawanda cause the way they behave vanotoziva kuti havatangiki
Chamuhwande hwande retweeted
Ndosaka maghetto yuts achinetsa akaita mari😂
Unorova ripped Jean uchinoona mkuru
Chamuhwande hwande retweeted
Hah High school kunobuda ma diss ndakambonzi face yako yakazara mhino 😭😭😭😭😭😭😭😭😭🙌🏻🤣
I used to think kuti team rinenge riri pama managerial positions harina zvaroita until ndapihwa chimuti for 3 weeks. Haa pressure inorova team riya ma1🙌🏿
5
173
Last year I was single for a period 7 months. Ndakatanga ndichiti rega ndimbomira kutsoma until I realized kuti handichato goni. I got tired of traveling to Gweru via Mutare so one day I went ku touch line ye areaz and booked a night. Munhu wandakatora kept asking me kuti are you


























