Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
I urge people to have lives outised relationships....kudanana harisi basa guys
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
X’s algorithm is proof that in life, you don't have to chase anything. Whatever you are looking for will find you. You just need to be in the right place. You don't chase, you attract.😂😂
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Nhai zviri normal here in a relationship kuti munoita 1 to 2 months musina kuonana imimi muchigara same city?
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
I can’t wait to be a married dude ndichingouya nemamwe masinhi ari funny ndoti ndibikirei muswe wangu we nhoro uyu dakutoutya nhasi🤣🤣🤣🤣
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Kante guys what’s happening must we go sleep😭😭, is like there are no forwards or midfielders
#BafanaMexico
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
"Ko hazviite here kuzobhadhara ndaromba,nekuti kutoromba kudai handina kana cent"😂
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Hukama hwakafanana nesango uri kure unoona kunge zvakabatana wozosvika padhuze ndopaunoona muti umwe nemumwe wakazvimirira .
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Haisi nyaya yekuti tinoroya asi iwewe ungabva waroora, kuchata, kuita mwana, kutenga mota zvese nestand mu1 year.
Unotisiya tisina option.🤷🏻♂️
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Kungoita single chete wakutoona kuti haa 10 bucks zvaitori mari inomwika pasina kurukisana nemamwe maproblems atisingazive 😂😂😂
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Ndandichibaya kuden kuWarren Park after graft and someone overtook me takuda kusvika paHeroes acre. Handiwanzofarire zveku overtakwer so ndamutsoma and eventually overtook him in Norton ndopandazo turner. Ndakudzokera paden manje.
Uno overtaker mwana wawakazvara.



















